2 Makoronike 35:22 BDMCS

22 Kunyange zvakadaro Josia haana kubva kwaari asi akazvishandura kuti arwe naye muhondo. Haana kuda kuteerera zvakanga zvataurwa naNeko sokurayira kwaMwari asi akaenda kundorwa naye pabani reMegidho.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 35

Maonero 2 Makoronike 35:22 akapoteredza