2 Makoronike 35:24 BDMCS

24 Saka vakamutora vakamuburitsa mungoro yake vakamuisa mune imwe ngoro yaakanga anayo, vakauya naye kuJerusarema, kwaakandofira. Akavigwa mumakuva amadzibaba ake, uye Judha yose neJerusarema vakamuchema.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 35

Maonero 2 Makoronike 35:24 akapoteredza