2 Makoronike 35:8 BDMCS

8 Machinda ake akapawo nokuda kwavo kuvanhu nokuvaprista navaRevhi. Hirikia, Zekaria naJehieri, mutariri mukuru wetemberi yaMwari akapa vaprista zvipiriso zviuru zviviri namazana matanhatu nemombe mazana matatu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 35

Maonero 2 Makoronike 35:8 akapoteredza