1 Uye vanhu vomunyika iyi vakatora Jehoahazi mwanakomana waJosia vakamuita mambo muJerusarema panzvimbo yababa vake.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 36
Maonero 2 Makoronike 36:1 akapoteredza