2 Makoronike 36:13 BDMCS

13 Akamukirawo Mambo Nebhukadhinezari akanga amuita kuti ape mhiko muzita raMwari. Akaomesa mutsipa akaomesa mwoyo wake uye akaramba kutendeukira kuna Jehovha, Mwari weIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 36

Maonero 2 Makoronike 36:13 akapoteredza