2 Makoronike 36:17 BDMCS

17 Akauyisa mambo wavaBhabhironi kuti azovarwisa uye akauraya majaya avo nomunondo munzvimbo tsvene, uye hapana waakasiya, jaya kana mhandara, varume vakuru kana vatana. Mwari akavapa vose kuna Nebhukadhinezari.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 36

Maonero 2 Makoronike 36:17 akapoteredza