2 Makoronike 36:20 BDMCS

20 Akatakura vose vakanga vasara muutapwa avo vakanga vapunyuka kubva pamunondo uye vakava varanda vake nevevanakomana vake kusvikira pakutanga umambo hwePezhia kutonga.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 36

Maonero 2 Makoronike 36:20 akapoteredza