2 Makoronike 36:4 BDMCS

4 Mambo weIjipiti akaita Eriakimu mukoma waJehoahazi, kuti ave mambo pamusoro peJudha neJerusarema akashandura zita raEriakimu kuti anzi Jehoyakimi. Asi Neko akatora munun'una waEriakimu Jehoahazi akaenda naye kuIjipiti.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 36

Maonero 2 Makoronike 36:4 akapoteredza