2 Makoronike 36:8 BDMCS

8 Zvimwe zvakaitwa panguva yokutonga kwaJehoyakimi, zvinhu zvinonyangadza zvaakaita nezvose zvakawanikwa zvaakakanganisa, zvakanyorwa mubhuku ramadzimambo eIsraeri neJudha. Uye Jehoyakini mwanakomana wake akamutevera paumambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 36

Maonero 2 Makoronike 36:8 akapoteredza