2 Makoronike 5:12 BDMCS

12 VaRevhi vose vaiva vaimbi vaiti Asafi, Hemani, Jedhutuni navanakomana vavo nehama dzavo, vakamira kumabvazuva kwearitari vakapfeka micheka yakaisvonaka vachiridza makandira, mitengeranwa nembira. Vakanga vachiteverwa navaprista zana namakumi maviri vairidza hwamanda.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 5

Maonero 2 Makoronike 5:12 akapoteredza