2 Makoronike 5:6 BDMCS

6 uye Mambo Soromoni neungano yose yaIsraeri yakanga yaungana paari vakanga vari pamberi peareka vachibayira makwai mazhinji kwazvo nemombe zhinji zvokuti zvaisagona kunyorwa kana kuverengeka.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 5

Maonero 2 Makoronike 5:6 akapoteredza