2 Makoronike 7:22 BDMCS

22 Vanhu vachapindura vachiti, ‘Nokuti vakasiya Jehovha Mwari wamadzibaba avo, akavabudisa kubva muIjipiti uye vakanamatira kuna vamwe vamwari uye vachivanamata nokuvashumira, ndokusaka akauyisa njodzi iyi pavari.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 7

Maonero 2 Makoronike 7:22 akapoteredza