2 Makoronike 8:14 BDMCS

14 Maererano nomutemo wababa wake Dhavhidhi, akapa mapoka avaprista mabasa avo uye vaRevhi kuti vatungamirire kurumbidza uye kuti vabatsire vaprista sezvaidikanwa zuva nezuva. Akapazve mabasa akasiyana-siyana, nokuti izvi ndizvo zvakanga zvarayirwa naDhavhidhi munhu waMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 8

Maonero 2 Makoronike 8:14 akapoteredza