2 Makoronike 9:20 BDMCS

20 Mikombe yose yokunwa nayo yaMambo Soromoni yaiva yegoridhe, uye zvose zvomumba zvaiva muMuzinda weSango reRebhanoni zvaiva zvegoridhe yakaisvonaka. Hapana chakanga chakagadzirwa nesirivha, nokuti pamazuva aSoromoni sirivha yaionekwa seisina basa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 9

Maonero 2 Makoronike 9:20 akapoteredza