2 Makoronike 9:9 BDMCS

9 Ipapo akapa mambo matarenda zana namakumi maviria egoridhe, zvinonhuwira zvakawanda kwazvo namatombo anokosha. Hakuna kunge kwambova nezvinonhuwira zvakaita sezvakapiwa mambo Soromoni namambokadzi weShebha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 9

Maonero 2 Makoronike 9:9 akapoteredza