2 Samueri 1:13 BDMCS

13 Dhavhidhi akati kujaya rakanga rauya neshoko kwaari, “Iwe unobvepiko?” Akapindura akati, “Ndiri mwanakomana womutorwa, muAmareki.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 1

Maonero 2 Samueri 1:13 akapoteredza