16 Nokuti Dhavhidhi akanga ati kwaari, “Ropa rako ngarive pamusoro pako. Muromo wako ndiwo wazvipupurira pawati, ‘Ndauraya muzodziwa waJehovha.’ ”
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 1
Maonero 2 Samueri 1:16 akapoteredza