26 Ndiri kutambudzika kwazvo pamusoro pako, Jonatani munun'una wangu; wakanga uchikosha kwazvo kwandiri. Rudo rwako kwandiri rwaishamisa, rwaishamisa kudarika rwavakadzi.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 1
Maonero 2 Samueri 1:26 akapoteredza