2 Samueri 1:9 BDMCS

9 “Ipapo iye akati kwandiri, ‘Uya umire pandiri undiuraye! Ndiri mukurwadziwa kukuru asi ndichiri mupenyu.’

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 1

Maonero 2 Samueri 1:9 akapoteredza