2 Samueri 10:2 BDMCS

2 Dhavhidhi akafunga kuti, “Ndichaitira Hanuni mwanakomana waNahashi tsitsi, sokundiitira tsitsi kwakaita baba vake.” Naizvozvo Dhavhidhi akatuma nhume kundobata Hanuni maoko pamusoro pababa vake.Vanhu vaDhavhidhi vakati vasvika kunyika yavaAmoni,

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 10

Maonero 2 Samueri 10:2 akapoteredza