2 Samueri 10:5 BDMCS

5 Zvino Dhavhidhi akati audzwa nezvazvo, akatuma nhume kundosangana navarume ava, nokuti vakanga vanyadziswa zvikuru. Mambo akati, “Chimbogarai henyu paJeriko kudzamara ndebvu dzenyu dzakura, mugozouya.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 10

Maonero 2 Samueri 10:5 akapoteredza