2 Samueri 11:13 BDMCS

13 Akakokwa naDhavhidhi, akadya nokunwa naye, uye Dhavhidhi akaita kuti adhakwe. Asi ava madekwana Uria akabuda akandovata panhoo yake pamwe chete navaranda vatenzi wake; haana kuenda kumba kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 11

Maonero 2 Samueri 11:13 akapoteredza