2 Samueri 12:18 BDMCS

18 Pazuva rechinomwe mwana akafa. Varanda vaDhavhidhi vakatya kumuudza kuti mwana akanga afa, nokuti vakafunga kuti, “Apo mwana paakanga achiri mupenyu, takataura naDhavhidhi asi haana kuda kutiteerera. Zvino tichamuudza sei kuti mwana afa? Achazvikuvadza zvikada.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 12

Maonero 2 Samueri 12:18 akapoteredza