2 Samueri 12:20 BDMCS

20 Ipapo Dhavhidhi akamuka pasi paakanga ari. Mushure mokunge ashamba, akazora mafuta, uye akapfeka zvimwe zvipfeko, akapinda mumba maJehovha akanamata. Ipapo akaenda kumba kwake, akakumbira zvokudya vakamupa, akadya.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 12

Maonero 2 Samueri 12:20 akapoteredza