2 Samueri 12:22 BDMCS

22 Iye akapindura akati, “Apo mwana paakanga achiri mupenyu, ndakatsanya uye ndikachema. Ndaifunga kuti, ‘Ndiani anoziva? Zvimwe Jehovha angandinzwira nyasha akaita kuti mwana ararame.’

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 12

Maonero 2 Samueri 12:22 akapoteredza