2 Samueri 12:24 BDMCS

24 Zvino Dhavhidhi akanyaradza mukadzi wake Bhatishebha, uye akaenda kwaari akandorara naye. Akabereka mwanakomana, vakamutumidza kuti Soromoni. Jehovha akamuda;

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 12

Maonero 2 Samueri 12:24 akapoteredza