2 Samueri 12:27 BDMCS

27 Ipapo Joabhu akatuma nhume kuna Dhavhidhi, achiti, “Ndarwisa Rabha uye ndikatora nzvimbo inobva mvura yeguta iri.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 12

Maonero 2 Samueri 12:27 akapoteredza