2 Samueri 13:15 BDMCS

15 Ipapo Amunoni akabva amuvenga nokuvenga kukuru kwazvo, akamuvenga kupfuura kumuda kwaaiva ambomuita. Amunoni akati kwaari, “Muka uende!”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 13

Maonero 2 Samueri 13:15 akapoteredza