2 Samueri 13:18 BDMCS

18 Ipapo muranda wake akumubudisa panze akakiya mukova shure kwake. Akanga akapfeka nguo yaikosha zvikuru yaipenya, nokuti ndidzo nguo dzaipfekwa navanasikana vamambo vaiva mhandara.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 13

Maonero 2 Samueri 13:18 akapoteredza