2 Samueri 13:22 BDMCS

22 Abhusaromu haana kana kumbotaura shoko kuna Amunoni, rakanaka kana rakaipa; akavenga Amunoni nokuti akanga akanyadzisa hanzvadzi yake Tamari.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 13

Maonero 2 Samueri 13:22 akapoteredza