2 Samueri 13:26 BDMCS

26 Ipapo Abhusaromu akati, “Kana zvisingaiti, chitenderai henyu munun'una wangu Amunoni kuti aende nesu.” Mambo akamubvunza akati, “Ko, iye anoendereiko, nemi?”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 13

Maonero 2 Samueri 13:26 akapoteredza