2 Samueri 13:34 BDMCS

34 Panguva iyoyo, Abhusaromu akatiza. Zvino murume akanga amire akarinda akatarira kumusoro akaona vanhu vazhinji mumugwagwa nechokumavirirazuva kwake, vachiburuka norutivi rwegomo. Nharirire iyi yakaenda ikandoudza mambo kuti, “Ndiri kuona varume kunzira yeHoronaimu, kurutivi rwegomo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 13

Maonero 2 Samueri 13:34 akapoteredza