2 Samueri 13:4 BDMCS

4 Akabvunza Amunoni akati, “Seiko, iwe mwanakomana wamambo, uchipunyaira mangwanani oga oga? Haungandiudzewo here?” Amunoni akati kwaari, “Ndinoda Tamari, hanzvadzi yomunun'una wangu Abhusaromu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 13

Maonero 2 Samueri 13:4 akapoteredza