2 Samueri 14:13 BDMCS

13 Mukadzi uya ndokuti, “Zvino seiko makarongera vanhu vaMwari zvakadai? Kana mambo vachitaura zvakadai, havazi kuzvipa mhosva here, nokuti mambo havana kudzosa mwanakomana uya akambenge adzingwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 14

Maonero 2 Samueri 14:13 akapoteredza