2 Samueri 14:15 BDMCS

15 “Zvino ini ndauya kuzotaura izvi kuna ishe mambo wangu nokuti vanhu vandityisidzira. Murandakadzi wenyu akafunga akati, ‘Rega ndinotaura namambo zvimwe vangaitira muranda wavo zvaanokumbira.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 14

Maonero 2 Samueri 14:15 akapoteredza