2 Samueri 14:17 BDMCS

17 “Zvino murandakadzi wenyu anoti, ‘Ndinokumbira kuti shoko rashe mambo wangu rindinyaradze, nokuti ishe wangu mambo akafanana nomutumwa waMwari pakuziva zvakanaka nezvakaipa. Jehovha Mwari wenyu ngaave nemi.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 14

Maonero 2 Samueri 14:17 akapoteredza