2 Samueri 14:21 BDMCS

21 Mambo akati kuna Joabhu, “Zvakanaka chose, ndichaita saizvozvo. Chienda, unouya nejaya Abhusaromu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 14

Maonero 2 Samueri 14:21 akapoteredza