2 Samueri 15:27 BDMCS

27 Mambo akatizve kuna Zadhoki muprista, “Ko, hauzi muoni here? Dzokera muguta norugare, nomwanakomana wako Ahimaazi naJonatani mwanakomana waAbhiatari. Iwe naAbhiatari, endai navanakomana venyu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 15

Maonero 2 Samueri 15:27 akapoteredza