2 Samueri 15:35 BDMCS

35 Vaprista Zadhoki naAbhiatari vanenge vasiri pamwe chete newe here? Iwe uvaudze zvose zvaunenge uchinzwa zvichirongwa mumuzinda wamambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 15

Maonero 2 Samueri 15:35 akapoteredza