2 Samueri 16:18 BDMCS

18 Hushai akati kuna Abhusaromu, “Kwete, iye akasarudzwa naJehovha, navanhu ava uye navarume vose veIsraeri, ini ndichava wake, uye ndicharamba ndinaye.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 16

Maonero 2 Samueri 16:18 akapoteredza