2 Samueri 16:23 BDMCS

23 Zvino mumazuva iwayo zano raipiwa naAhitoferi raiita seromunhu anobvunza kuna Mwari. Ndizvozvo zvaifungwa naDhavhidhi pamwe chete naAbhusaromu pamusoro pamazano aipiwa naAhitoferi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 16

Maonero 2 Samueri 16:23 akapoteredza