2 Samueri 16:8 BDMCS

8 Jehovha akuripira ropa rose rawakadeura muimba yaSauro, uyo wawakatorera chigaro chokutonga. Jehovha apa ushe kumwanakomana wako Abhusaromu. Wasvika pakuparara nokuti uri munhu weropa!”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 16

Maonero 2 Samueri 16:8 akapoteredza