6 Hushai akati asvika kwaari, Abhusaromu akati, “Ahitoferi apa zano iri. Toita zvaareva here? Kana zvisizvo, tipewo pfungwa yako.”
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 17
Maonero 2 Samueri 17:6 akapoteredza