2 Samueri 18:11 BDMCS

11 Joabhu akati kumurume akanga amuudza izvozvo, “Watii? Wamuona? Seiko usina kumubayira pasi pakare ipapo? Ipapo ndingadai ndazokupa mashekeri gumia esirivha uye nebhanire romurwi.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 18

Maonero 2 Samueri 18:11 akapoteredza