2 Samueri 18:5 BDMCS

5 Mambo akarayira Joabhu, Abhishai naItai akati, “Munzwire henyu jaya nyasha, iye Abhusaromu nokuda kwangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 18

Maonero 2 Samueri 18:5 akapoteredza