2 Samueri 19:13 BDMCS

13 Uye muti kuna Amasa, ‘Ko, iwe hauzi wenyama yangu uye weropa rangu here? Mwari ngaandirove, ngaarambe achidaro kwazvo, kana kubva zvino zvichienda mberi, iwe ukarega kuva mukuru wehondo yangu panzvimbo yaJoabhu.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 19

Maonero 2 Samueri 19:13 akapoteredza