37 Regai muranda wenyu adzokere hake, kuti ndinofira muguta rangu pedyo nehwiro hwababa vangu namai vangu. Asi hoyu muranda wangu Kimihami. Ngaayambuke hake nashe iye mambo. Mumuitire henyu zvose zvinokufadzai.”
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 19
Maonero 2 Samueri 19:37 akapoteredza