2 Samueri 19:40 BDMCS

40 Mambo akati ayambukira kuGirigari, Kimihami akayambuka naye. Mauto ose eJudha nehafu yavarwi veIsraeri vakanga vayambutsa mambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 19

Maonero 2 Samueri 19:40 akapoteredza