18 Vanakomana vatatu vaZeruya vakanga varipo vaiti: Joabhu, Abhishai naAsaheri. Zvino Asaheri aimhanya zvikuru kwazvo sechengu.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 2
Maonero 2 Samueri 2:18 akapoteredza