2 Samueri 20:12 BDMCS

12 Amasa akavata achiumburuka muropa rake pakati pomugwagwa. Uye mumwe murume akaona kuti mauto ose aiuya achimira ipapo. Paakaona kuti munhu wose aisvika pana Amasa aimira, akamukweva kubva mumugwagwa akamuisa musango uye akakanda nguo pamusoro pake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 20

Maonero 2 Samueri 20:12 akapoteredza